Soko7 x Julian King - Doro Nerudo

Soko7 x Julian King – Doro Nerudo

LYRICS

Ndauya ndega
Yangu Hana iri under pressure (Juju)

Till infinity girl I thought me and you
Zvachose senge tattoo
We got it wrong the first time
Kunge Ngwere ngati pulle form 4 kechi two
Usandikanganwa
Ndichaku kakata
You are my lover wanzwa
I’ll be your number one yah

CHORUS
Ndauya ndega
Yangu Hana iri under pressure
Chibhodhoro ndapedza
Zveku tamba mastreets ndarega
Ndakaremerwa Ndoti

Doro Nerudo
Rudo newhawha
Doro Nerudo
Rudo newhawha
Doro Nerudo
Rudo newhawha
Doro Nerudo
Rudo newhawha

VERSE2
I’ll admit I’ve been drinking
Alcohol got me thinking
Ma thoughts ari sober, handina closure
We can’t be over
Ndadakwa,
Kana ndadakwa handinyepe
Ndakabenda kunge rekeni
Ndipewo second, chance
Ndabatwa
Neka kadepression
You were my best friend
Ndadzidza lesson
Usandisiye murima
I’ll make it up to you, I will do better
Kunge wire neZesa we belong together

CHORUS
Ndauya ndega
Yangu Hana iri under pressure
Chibhodhoro ndapedza
Zveku tamba mastreets ndarega
Ndakaremerwa Ndoti

Doro Nerudo
Rudo newhawha
Doro Nerudo
Rudo newhawha
Doro Nerudo
Rudo newhawha
Doro Nerudo
Rudo newhawha

Leave a Reply

Back To Top