Qounfuzed – Ndichakuratidza

    LYRICS 
    Ndiwe wakauya ne love and happiness
    Love and Happiness yangu
    Ndiri kuona future
    Wakapfeka white wedding dress
    Uchitonzi mistress yangu
    Mai vevana vangu
    Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
    Muhupenyu hwangu
    Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
    Muhupenyu hwangu
    Ndichakuratidza hama dzese vana Sekuru nana mbuya
    Kuti ndiwe wangu
    Ndichakuratidza Hama dzese vana Sekuru nana mbuya
    Ndiwe mudiwa wangu
    Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu
    Ndichakuratidza kune vanhu
    Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu
    Kuti ndiye munhu wangu
    Kubva pawakandibvuma ndakamira kuita zvinhu zvakawanda oh oh
    Zvakatora nguva asi ndakatongoramba ndichishanda
    Ndirikurota uchindipa kiss nezi hug
    Bhebhi inini I love you but iwewe do you love me
    Ndirikuona future yangu newe iri lovely
    Uri wife yangu inini ndiri hubby
    Kubvira pawakauya
    Muhupenyu hwangu
    Wakazadzikisa chishuwo chandaishuwa
    Muhupenyu hwangu
    Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
    Muhupenyu hwangu
    Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
    Muhupenyu hwangu
    Ndichakuratidza hama dzese
    Ana Sekuru nana mbuya
    Kuti ndiwe wangu
    Ndichakuratidza Hama dzese
    Ana Sekuru nana mbuya
    Ndiwe mudiwa wangu
    Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu
    Ndichakuratidza kune vanhu
    Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu
    Kuti ndiye munhu wangu
    Iwewe uripo itori shudhu ndofeeler good kupika namai
    Haa ndopika namai
    Ndinoda iwewe chete vamwe kwete
    Ndovati goodbye
    Hakusi kuti ndiri rudhu
    Bhebhi ndiwe wandikonzera kudai
    Nhamo inotiwana tese tarira mutakura kana mangai
    Ndoda kukuratidza kunana sistren
    Kuti ava ndivo future mother to my children
    Ndichatinha mombe dziuye kudheni
    Kuti ndimuke ndiri paside pako makuseni
    Kubvira pawakauya
    Wakazadzikisa chishuwo chandaishuwa
    Muhupenyu hwangu
    Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
    Muhupenyu hwangu
    Zvinhu zvese zvazochinja ndiri kufara wakauya
    Muhupenyu hwangu
    Ndichakuratidza hama dzese vana Sekuru nana mbuya
    Kuti ndiwe wangu
    Ndichakuratidza Hama dzese vana Sekuru nana mbuya
    Ndiwe mudiwa wangu
    Bhebhi ndichakuratidza kunevanhu
    Ndichakuratidza kune vanhu
    Ndichaenda newe kumba Kunoratidza mai vangu
    Kuti ndiye munhu wangu

    Leave a Reply

    Back To Top